Compartir
Nhaka Yamwari Mauri!: Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari! (en Shona)
Rudi Louw
(Autor)
·
Createspace Independent Publishing Platform
· Tapa Blanda
Nhaka Yamwari Mauri!: Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari! (en Shona) - Louw, Rudi
$ 16.62
$ 33.23
Ahorras: $ 16.61
Elige la lista en la que quieres agregar tu producto o crea una nueva lista
✓ Producto agregado correctamente a la lista de deseos.
Ir a Mis Listas
Origen: Estados Unidos
(Costos de importación incluídos en el precio)
Se enviará desde nuestra bodega entre el
Viernes 12 de Julio y el
Viernes 19 de Julio.
Lo recibirás en cualquier lugar de Internacional entre 1 y 3 días hábiles luego del envío.
Reseña del libro "Nhaka Yamwari Mauri!: Uri Chinhu Chikuru Chechishuwo Chamwari! (en Shona)"
Zvakasangana neMunhu pakutanga, paakamuka kuzvisikwa, zvaive kuzara kweratidziro rwerudo RwaMwari ...mutsa waMwari zvakare kuyemurwa! Mwari rudo ...zvakare rudo urwu rwaikwanisa kuva nezororo ...mukusangana ...nemunhu wemhando imwe chete pamwe nemucherechedzo! Mwari vanokwanisa kuwana zororo Ravo chete mumunhu wemufananidzo nemucherechedzo mumwe Saivo ...munhu ane rudo rumwe chete seRwavo ...rudo rwemhando imwe chete neRwavo. Rudo runokwanisa kuwana zororo raro murudo zvakare! Rudo runokwanisa kugutswa nerudo! Rudo runoshuvira mumwe munhu wekuda ...Rudo runoda rudaviro rwemhando imwe chete pamwe nezvaruri zvimwe! Mwari, mukusika Kwavo kwevanhu, vakagadzira munhu wekuti Vaigoverana naye kuenzana! Mukusika Kwavo munhu, Mwari vakada nekugadzira munhu Wavaipa rudo Rwavo! Vakashuvira rudaviro rumwe chete zvakare rwemhando imwe chete mumunhu iyeye, anodanwa kuti munhu! Tarira, Munhu pachake anokwanisa kutenda pamwe nekudavira kurudo RwaMwari padanho rekuvonga. Chishuwo mumunhu chekuva muhukama naMwari chakaberekwa nokusangana kwekutanga nekuona kuyemurwa naMwari mukati mebindu. Kudzokera shure murudo rwekuyemura Rwavanopa ndiko kunopa rudaviro rwakafanira kurudo Rwake! 1 Johani 4:19, "Tinomuda nokuti Ndiye akatanga kutida."
- 0% (0)
- 0% (0)
- 0% (0)
- 0% (0)
- 0% (0)
Todos los libros de nuestro catálogo son Originales.
El libro está escrito en Shona .
La encuadernación de esta edición es Tapa Blanda.
✓ Producto agregado correctamente al carro, Ir a Pagar.